The code has been copied to your clipboard. The URL has been copied to your clipboard ...

Vaimbove nhengo yeparamende vachimiririra Binga North VaPrince Dubeko Sibanda, vakasungwa nemapurisa pamuganhu weSouth Africa neZimbabwe nemusi weMugovera vamiswa pamberi pedare nhasi. Vakasungwa ...
Mumwe mushanyi kubva kuCzech Republic Lukas Slavik akasungwa achipomerwa mhosva yekuda kukonzera kusagadzikana munyika abuditswa muZimbabwe zvine chisimba nhasi nevebazi rinoona nezvekupinda nekubuda ...
Kunyange hupfumi hwenyika husina kugadzikana, kune vechidiki vari kuita mishando iri kubatsira nharaunda dzavanogara, zvinoratidza kuti kana vakapiwa mikana, vanokwanisa kusimudzira nyika munyaya ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaJoe Biden nhasi vataura kunyika yavo nezvedanho ravo rekuregedza kukwikwidza musarudzo yemutungamiri wenyika ichaitwa muna Mbudzi gore rino vakamirira bato ...
Sangano re Zimbabwe Olympics Committee rinoti riri kufara nemanhanyiro aita vamhanyi vemakwikwi e200 meters Makanakaishe Charamba naTapiwa Makarawu vanomhanya 200meters avo vakwanisa kuwamukana ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump vari kutarisirwa mangwana kuita musangano nemutungamiri wenyika yeUkraine vaVolodymyr Zelensky kumuzinda wavo weWhite House muWashington DC. VaTrump vanoti ...
Mumhanyi wekuBotswana, Letsile Tebogo ndiye akunda mumakwikwi e200 mmeters Olympics. Tebogo ndiye mumhanyi wekutanga muAfrica kutora menduru yegoridhe mumakwikwi aya kubva zvaaparurwa muna 1900.